Winky D - Chanderlier текст песни

Текст песни Chanderlier - Winky D



Chandelier, Chandelier, Chandelier
Chandelier, Chandelier, Chandelier
Gafa!
Usaone ndinyerere
Gafa riripo padenga, padenga kunge chandelier
Ndakabaka, ZESA yobvunza kuti unozvigona sei?
Hona ndabaka, vari kundibvunza iwe unozvigona sei?
Ndiisei ma archives batai Home Affairs
Chandelier
Gafa richiripo padenga se chandelier (chandelier)
Vambozama kundiisa pasi sendare (chandelier)
Gafa richipo padenga se chandelier (chandelier)
Haasi makuhwa bvunza somebody
Hanzi Kariba Dam haina mvura
Saka nyika ine rima ndini zuva
Ndaisa chayedza mumaruwa
Kunzvenga nzvenga rima kuwawura
Kubva pasi pahuruva ndava kudenga zvoita kunge magic
Handichataura paphone ndakutaura muroad ndine street credit
Ndakapinda kare handichagone kubuda ndashaiwa exit
Ngoma dzese paZimbabwe ini ndini ndinadzo se jiti
Tomhanya ma streets isusu semushika shika
Life yangu i FIFA paku kicker kicker
Zvimoko ndavhundutsa zvonditi dai wabatika
Because ndakasvika svika
Chandelier
Gafa richiripo padenga se chandelier (chandelier)
Vambozama kundiisa pasi sendare (chandelier)
Gafa richipo padenga se chandelier (chandelier)
Haasi makuhwa bvunza somebody
Dhanzi nda locker fanike door rangu
Ndiri kuchengetedza bho yangu
Ini handina mvura, saka rinenge shura
Zambezi River iri kuchiva flow yangu
Maindatarisira pasi nhasi mondiona pa ceiling
Kaskiri kekuhwina ndaita chiveve nekamwe ka feeling
Gafa ndaposer ndobva ndatorwa bata chi?
Ndanongogezeswa ndobva ndabuda fanike firimu
Bata zvima lines zvandiri ku bosser ndezvepa Harvard
Ndoshanda zvekuti unofunga kuti vamwe vari pa Sabbath
Ini ndaka simba ndine maparts eBenz kunge Sabot
Vanondivenga handigumbuke ndongoti
Chandelier
Gafa richiripo padenga se chandelier (chandelier)
Vambozama kundiisa pasi sendare (chandelier)
Gafa richipo padenga se chandelier (chandelier)
Haasi makuhwa bvunza somebody
Hanzi Kariba Dam haina mvura
Saka nyika ine rima ndini zuva
Ndaisa chayedza mumaruwa
Kunzvenga nzvenga rima kuwawura
Nicky
Lion
Chandelier
Chandelier




Winky D - Njema
Альбом Njema
дата релиза
31-12-2019




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.