Winky D - Siya So текст песни

Текст песни Siya So - Winky D



Ga Gafa Gafa
Ziva chakaipa zvisati zvaipa
Ziva chakaipa zvisati zvaipa
Akasimba haariswane nechakaipa anoregerera
Chakaipa chinozviparadza inzwai chigafa chadevedzera
Hakuna chakaipa chinokunda mberi kwechakanaka
Chese chakaipa chinopfuura hapana chachinovaka
Zvimwe zvinhu
Siya so, siya so, siya so, siya so
Siya so, siya so, siya so, siya so
Zvichano sortana ikoko siya so
Handiti vaizvita mikono siya so
Chakaipa zvino chabereka siya so
Makapembedza mbereka siya so
Chaunotsvaga nerudo chichakudzokera nerudo
Chauchatsvaga neropa chichakudzokera neropa
Sakani chenjera wamai chenjera
Kunze kuchakuyedzera
Mufaro uchawedzera uchawedzera kana mutemo wakatedzera
Asi anoita rakaipa uyo
Ndine hurombo ndine hurombo
Akabata chakaipa uyo
Ndine hurombo ndine hurombo
Zvichano sortana ikoko siya so
Hanti vaizvita mikono siya so
Chakaipa zvino chabereka siya so
Makapembedza mbereka siya so
Siya so, siya so, siya so, siya so
Siya so, siya so, siya so, siya so
Hakuna chakaipa chinopukunyuka Oskid
Ikauya iri miyedzo iwe chingosuduruka
Uri mufull speed
Chichasvika pakumira icho chiri kukunguruka
Anoruka rakaipa richarudunuka
Idzidziso muhupenyu yandiri kukupa
Uri munzira yakachena sununguka
Asi anoita rakaipa uyo
Ndine hurombo ndine hurombo
Akabata chakaipa uyo
Ndine hurombo ndine hurombo
Zvichano sortana ikoko siya so
Handiti vaizvita mikono siya so
Chakaipa zvino chabereka siya so
Makapembedza mbereka siya so
Siya so, siya so, siya so, siya so
Siya so, siya so, siya so, siya so
Zvichano sortana ikoko siya so
Handiti vaizvita mikono siya so
Chakaipa zvino chabereka siya so
Makapembedza mbereka siya so
Siya so, siya so, siya so, siya so
Siya so, siya so, siya so, siya so
Siya so
Siya so
Siya so
Siya so



Авторы: Wallace Chirumiko


Winky D - Njema
Альбом Njema
дата релиза
31-12-2019




Внимание! Не стесняйтесь оставлять отзывы.